Online Bible

- Reklamy -




Numeri 15:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Munofanira kuʋa nomurairo mumŋe cete pamsoro pomunhu wakaita cinhu nokusaziʋa, kana ari munhu wakaɓerekerwa panyika pakati paʋana ʋaIsraeri, kana ari mutorwa ugere pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Munofanira kuva nomurayiro mumwechete pamusoro pomunhu akaita chinhu nokusaziva, kana ari munhu akaberekerwa panyika pakati pavana vaIsiraeri, kana ari mutorwa agere pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Murayiro mumwe chete iwoyu unoshanda kuna vose vanotadza vasingazivi, angava akaberekerwa muIsraeri kana mutorwa.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 15:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy