Numeri 15:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino muprista unofanira kuyananisira munhu wakatadza, kana akaita ɀiʋi nokusaziʋa, pamberi paJehova, kuti amuyananisire, akaŋganwirwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino mupristi anofanira kuyananisira munhu akatadza, kana akaita zvivi nokusaziva, pamberi paJehovha, kuti amuyananisire, akanganwirwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Muprista anofanira kuyananisira uyo akatadza pamberi paJehovha nokutadza nokusaziva, uye kana ayananisirwa, achakanganwirwa. Viz kapitola |