Numeri 15:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 “Udza vaIsiraeri kuti kana mava munyika yandichakusvitsai, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana muciȿika kunyika kwandinokuisai, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana muchisvika kunyika kwandinokuisai, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Udza vaIsiraeri kuti kana mava munyika yandichakusvitsai, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mopinda munyika yandinokuendesai Viz kapitola |