Online Bible

- Reklamy -




Numeri 14:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi!

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Mosesi akati: Munoɗarikireiko murairo waJehova, nokuti mucaʋona nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Mosesi akati, “Munodarikireiko murayiro waJehovha, nokuti muchaona nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Asi Mozisi akati kwavari, “Sei musingateereri kurayira kwaJehovha? Izvi hazvibudiriri!

Viz kapitola kopírovat




Numeri 14:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy