Numeri 14:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino Mosesi wakaʋudza ʋana ʋaIsraeri mashoko iwaya ose; ʋanhu ʋakacema kwaɀo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino Mosesi wakaudza vana vaIsiraeri mashoko iwaya ose; vanhu vakachema kwazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Mozisi akati azivisa izvi kuvaIsraeri vose, vakachema zvikuru. Viz kapitola |