Numeri 14:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi ʋuŋgano yose yakati ʋatakwe namabge. Ipapo kubginya kwaJehova kwakaʋonekwa mutente rokusoŋgana naʋana ʋaIsraeri ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi ungano yose yakati vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa mutende rokusangana navana vaIsiraeri vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi ungano yose yakataura nezvokuti vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa paTende Rokusangana navaIsraeri vose. Viz kapitola |