Numeri 13:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Shure kwamazuva makumi mana vachimema nyika iyoyo vakazodzokera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mazuʋa anamakumi manna akati apera, ʋakadzoka pakushore‐nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Mazuva ana makumi mana akati apera, vakadzoka pakusora nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Shure kwamazuva makumi mana vachimema nyika iyoyo vakazodzokera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mazuva makumi mana akati apera, vakadzoka kubva kundosora nyika. Viz kapitola |