Numeri 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mosesi akaʋatuma kundoshora nyika yeKanani, akati kwaʋari: Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mozisi akati avatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Kwidzai mupinde nechokuNegevhi uye nomunyika yamakomo. Viz kapitola |