Numeri 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Mudzinza rokwaAsheri, makatorwa Seturi mwanakomana waMikaeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋokurudzi rwaAsheri, Seturi, mŋanakomana waMikaeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Vokurudzi rwaAsheri, Seturi, mwanakomana waMikaeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mudzinza rokwaAsheri, makatorwa Seturi mwanakomana waMikaeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 kubva kurudzi rwaAsheri, Seturi mwanakomana waMikaeri; Viz kapitola |