Numeri 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Zvino miviri yedu yarukutika. Hapana chimwe chokudya kana chii zvacho kunze kwemana iyoyi yatangotarisana nayo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ɀino mŋeya yeɗu yawoma, hapaneɀokudya cose, hapanecinhu catinoʋona, asi mana iyi ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi zvino mweya yedu yaoma, hapana zvokudya chose, hapana chinhu chatinoona, asi mana iyi bedzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvino miviri yedu yarukutika. Hapana chimwe chokudya kana chii zvacho kunze kwemana iyoyi yatangotarisana nayo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi zvino tafinhwa; hapana chimwe chinhu chatiri kuwana kunze kwemana iyi.” Viz kapitola |