Online Bible

- Reklamy -




Numeri 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Hamuzoidya kwezuva rimwechete, kana maviri kana mashanu, kana gumi, kunyange makumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Hamuŋgadyi zuʋa rimŋe, kana mazuʋa maʋiri, kana mazuʋa mashanu, kana mazuʋa anegumi, kana mazuʋa anamakumi maʋiri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Hamungadyi zuva rimwe, kana mazuva maviri, kana mazuva mashanu, kana mazuva ane gumi, kana mazuva ana makumi maviri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Hamuzoidya kwezuva rimwechete, kana maviri kana mashanu, kana gumi, kunyange makumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Hamungaidyi kwezuva rimwe chete, kana mazuva maviri kana mashanu, gumi kana makumi maviri,

Viz kapitola kopírovat




Numeri 11:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy