Online Bible

- Reklamy -




Numeri 10:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 VaIsiraeri pavakabva pagomo raTenzi riya vakafamba mazuva matatu. Bhokisi rechitenderano chaTenzi rakafanotungamira mazuva matatu kundovatsvakira pokudzika matendhe avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino ʋakasimuka pagomo raJehova, ʋakafamba mazuʋa matatu; areka yesuŋgano yaJehova ikaʋatuŋgamirira mazuʋa matatu, kuʋatȿakira pokuzorora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino vakasimuka pagomo raJehovha, vakafamba mazuva matatu; areka yesungano yaJehovha ikavatungamirira mazuva matatu, kuvatsvakira pokuzorora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 VaIsiraeri pavakabva pagomo raTenzi riya vakafamba mazuva matatu. Bhokisi rechitenderano chaTenzi rakafanotungamira mazuva matatu kundovatsvakira pokudzika matendhe avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Saka vakasimuka kubva pagomo raJehovha vakafamba kwamazuva matatu. Areka yaJehovha yesungano yakavatungamirira pamazuva matatu iwayo kuti vatsvakirwe nzvimbo yokuzororera.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 10:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy