Online Bible

- Reklamy -




Numeri 10:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Iye akati kwaari: Handiŋgaendi, asi ndicaenda haŋgu kunyika yaŋgu nokuhama dzaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Iye akati kwaari, “Handingaendi, asi ndichaenda hangu kunyika yangu nokuhama dzangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Iye akapindura akati, “Kwete, handingaendi; ndiri kudzokera kunyika yangu nokuvanhu vokwangu.”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 10:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy