Numeri 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Aitungamirira dzinza rokwaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ƃoka rorudzi rwaZeburuni rakaŋga ricirairwa naEriabi, mŋanakomana waHeroni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Boka rorudzi rwaZebhuruni rakanga richirairwa naEriabhu, mwanakomana waHeroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Aitungamirira dzinza rokwaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye Eriabhi mwanakomana waHeroni akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaZebhuruni. Viz kapitola |