Numeri 10:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Aitungamirira dzinza rokwaIsiraeri ndiNetaneri mwanakomana waZuari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaIsakari rakaŋga ricirairwa naNetaneri, mŋanakomana waZuari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Boka rorudzi rwavana vaIsakari rakanga richirairwa naNetaneri, mwanakomana waZuari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Aitungamirira dzinza rokwaIsiraeri ndiNetaneri mwanakomana waZuari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Netaneri mwanakomana waZuari akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaIsakari. Viz kapitola |