Online Bible

- Reklamy -




Numeri 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vanhu vomureza wedzinza raJudha ndivo vakatanga kufamba vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naNahishoni mwanakomana waAminadhabhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Pakutaŋga mureza weɓoka raʋana ʋaJuda wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naNashoni, mŋanakomana waAminadabi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Pakutanga mureza weboka ravana vaJudha wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naNashoni, mwanakomana waAminadhabhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vanhu vomureza wedzinza raJudha ndivo vakatanga kufamba vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naNahishoni mwanakomana waAminadhabhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Mapoka omusasa waJudha ndiwo akatanga kuenda, pasi pomureza wavo. Nashoni mwanakomana waAminadhabhi akanga achivatungamirira.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 10:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy