Online Bible

- Reklamy -




Numeri 1:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaEfraimi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaEfuremu, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaEfuremu vaisvika zviuru makumi mana, namazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 1:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy