Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Pamakaonawo kuti iye, munhu ane mwoyo uri pachokwadi kwamuri makaita chitenderano naye chokupa vana vake nyika yavanhu vechiKanani navaHiti navaAmori navaPerizi navachiJebhusi navaGirigashi. Makazadzisa chitsidzo chenyu pamusana pokuti imi makarurama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 mukaʋona kuti mŋoyo wake wakatendeka pamberi penyu, mukaita suŋgano naye kuti mucapa ʋana ʋake nyika yaʋaKanani, neyaʋaHiti, neyaʋaAmori, neyaʋaPerezi, neyaʋaJebusi, neyaʋaGirgashi, muciita seɀamakataura, nokuti makarurama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 mukaona kuti mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu, mukaita sungano naye kuti muchapa vana vake nyika yavaKanani, neyavaHiti, neyavaAmori, neyavaPerezi, neyavaJebhusi, neyavaGirigashi, muchiita sezvamakataura, nokuti makarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Pamakaonawo kuti iye, munhu ane mwoyo uri pachokwadi kwamuri makaita chitenderano naye chokupa vana vake nyika yavanhu vechiKanani navaHiti navaAmori navaPerizi navachiJebhusi navaGirigashi. Makazadzisa chitsidzo chenyu pamusana pokuti imi makarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Makawana mwoyo wake wakatendeka kwamuri, uye makaita sungano naye kuti mupe kuzvizvarwa zvake nyika yavaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerezi, vaJebhusi navaGirigashi. Makachengeta vimbiso yenyu nokuti makarurama.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy