Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pakakwirira paya pevaRevhi, pakanga pakamira ava vanoti: Jeshua naBhani naKadhimieri naShebhaniya naBhuni naSherebhiya naBhani naKenani vakachema vachiita zvokudaidzira kuna Tenzi, Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo Jeshua, naBani, naKadmieri, naShebania, naBuni, naSherebia, naBani, naKenani ʋakamira pamatanho aʋaRevi, ʋakacema nenzwi guru kunaJehova Mŋari waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo Jeshua, naBhani, naKadhimieri, neShebhania, naBhuni, naSherebhia, naBhani, neKenani vakamira pamatanho avaRevhi, vakachema nezwi guru kuna Jehovha Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pakakwirira paya pevaRevhi, pakanga pakamira ava vanoti: Jeshua naBhani naKadhimieri naShebhaniya naBhuni naSherebhiya naBhani naKenani vakachema vachiita zvokudaidzira kuna Tenzi, Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 VaRevhi vaiti Jeshua, Bhani, Kadhimieri, Shebhania, Bhuni, Sherebhia, Bhani naKenani, vakamira pakakwirira vakadanidzira nenzwi guru kuna Jehovha Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy