Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Hezvi nhasi uno tiri varanda kudai munyika yamakapa madzibaba edu kuti vanakirwe zvavo nemichero yayo nezvipo zvayo zvakanaka, chionai zvino, tangova varanda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Tarirai, tiri ʋaranda nhasi, ʋuye kana iri nyika yamakapa madziɓaɓa eɗu, kuti ʋadye ɀiɓereko ɀayo neɀakanaka ɀayo, tarirai, tiri ʋaranda mairi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Tarirai, tiri varanda nhasi uye kana iri nyika yamakapa madzibaba edu, kuti vadye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo, tarirai, tiri varanda mairi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Hezvi nhasi uno tiri varanda kudai munyika yamakapa madzibaba edu kuti vanakirwe zvavo nemichero yayo nezvipo zvayo zvakanaka, chionai zvino, tangova varanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 “Asi tarirai, tava nhapwa nhasi, nhapwa munyika yamakapa madzitateguru edu kuti vadye zvibereko zvayo uye nezvimwe zvakanaka zvainobereka.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy