Nehemia 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Kunyange zvazvo zvakadaro netsiye dzenyu nyoro dzakawanda hamuna kubva mavatsakatisa kana kuvafuratira nokuti imi muri Mwari ane ngoni ane tsitsi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kunyaŋge ɀakaɗaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna‐kuʋapedza cose, kana kuʋarasha, nokuti muri Mŋari unenyasha netsitsi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Kunyange zvakadaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna kuvapedza chose, kana kuvarasha, nokuti muri Mwari une nyasha netsitsi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kunyange zvazvo zvakadaro netsiye dzenyu nyoro dzakawanda hamuna kubva mavatsakatisa kana kuvafuratira nokuti imi muri Mwari ane ngoni ane tsitsi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi netsitsi dzenyu huru hamuna kuvaparadza kana kuvarasa, nokuti muri Mwari ane nyasha netsitsi. Viz kapitola |