Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vakamira munzvimbo dzavo vakaverenga muBhuku roMutemo waTenzi, Mwari wavo kwamaawa matatu pazuva. Kwamamwe maawa matatu acho vakareurura vakapfugamira Tenzi, Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋakasimuka paʋakaŋga ʋagere, ʋakaraʋa mubuku yomurairo waJehova Mŋari waʋo mugoʋe wecinna wezuʋa; mumŋe mugoʋe wecinna ʋakaɀireʋurura nokunamata kunaJehova Mŋari waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vakasimuka pavakanga vagere, vakarava mabhuku yomurayiro waJehovha Mwari wavo mugove wechina wezuva; mumwe mugove wechina vakazvireurura nokunamata kuna Jehovha Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vakamira munzvimbo dzavo vakaverenga muBhuku roMutemo waTenzi, Mwari wavo kwamaawa matatu pazuva. Kwamamwe maawa matatu acho vakareurura vakapfugamira Tenzi, Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vakamira pavakanga vari ndokuverenga kubva muBhuku roMurayiro waJehovha Mwari wavo kwechikamu chimwe chete muzvina chezuva, ndokupedzazve chimwe chikamu chimwe chete muzvina chezuva, vachireurura uye vachinamata Jehovha Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy