Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 “Kunyange zvakadaro zvazvo havana kuteerera, vakakupandukirai. Mitemo yenyu vakakanda pasi, vakauraya vaporofita venyu vaivakurudzira kuti vatendeukire kwamuri; vakaita zvikuru zvokukushonhai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Kunyaŋge ɀakaɗaro haʋana‐kuterera, ʋakakumukirai, ʋakarashira murau wenyu shure kwemisana yaʋo ʋakaʋuraya ʋaprofita ʋenyu ʋaiʋapupurira, ʋaciɗa kuʋadzosera ɀe kwamuri, ʋakakutsamŋisai kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Kunyange zvakadaro havana kuteerera, vakakumukirai, vakarashira murau wenyu shure kwemisana yavo vakauraya vaporofita venyu vaivapupurira, vachida kuvadzoserazve kwamuri, vakakutsamwisai kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 “Kunyange zvakadaro zvazvo havana kuteerera, vakakupandukirai. Mitemo yenyu vakakanda pasi, vakauraya vaporofita venyu vaivakurudzira kuti vatendeukire kwamuri; vakaita zvikuru zvokukushonhai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Asi havana kuteerera uye vakakumukirai; vakafuratira murayiro wenyu. Vakauraya vaprofita venyu, vaivarayira kuti vadzokere kwamuri; vakamhura zvainyadza kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy