Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Makavapa ndudzi dzavanhu nenyika dzokutonga mukavagovanisa nyika, mativi ose, nezvo vakatora kuita yavo nyika yaSihoni mambo weHeshibhoni nenyikawo yaOgi mambo weBhashani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Makaʋapa ʋo ʋushe naʋanhu, mukaʋaganhurira nyika yaʋo; naiɀoɀo ʋakapiwa nyika yaSihoni, iyo nyika yamambo weHeshboni, nenyika yaOgi mambo weBashani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Makavapawo ushe navanhu, mukavaganhurira nyika yavo; naizvozvo vakapiwa nyika yaSihoni, iyo nyika yamambo weHeshibhoni, nenyika yaOgi mambo weBhashani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Makavapa ndudzi dzavanhu nenyika dzokutonga mukavagovanisa nyika, mativi ose, nezvo vakatora kuita yavo nyika yaSihoni mambo weHeshibhoni nenyikawo yaOgi mambo weBhashani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “Makavapa ushe nendudzi, mukavapa nyika yose kusvika kumagumo ayo. Vakatora nyika yaSihoni mambo weHeshibhoni nenyika yaOgi mambo weBhashani.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy