Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Kunyange pavakazviumbira chimhuru choutare hwokunyungurusa Vakati, ‘Uyu ndiye Mwari wenyu Akakuburitsai kuIjipiti.’ Vakakushonhai zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kunyaŋge paŋguʋa yaʋakaɀiitira mhuru yakaʋumbga, ʋaciti: Ndiye Mŋari wenyu wakakuɓuɗisai paEgipita, ʋakakutsamŋisai kwaɀo,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kunyange panguva yavakazviitira mhuru yakaumbwa, vachiti, ‘Ndiye Mwari wenyu akakubudisai paIjipiti,’ vakakutsamwisai kwazvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kunyange pavakazviumbira chimhuru choutare hwokunyungurusa Vakati, ‘Uyu ndiye Mwari wenyu Akakuburitsai kuIjipiti.’ Vakakushonhai zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 kunyange zvavo vakazviitira chifananidzo chemhuru vachiti, ‘Uyu ndiye mwari wenyu, akakubudisai kubva muIjipiti,’ kana pavakamhura zvinonyangadza kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy