Nehemia 9:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti wava musi wechimakumi maviri nechina womwedzi iwoyu, vaIsiraeri vakaungana kuzotsanya vakapfeka masaga vakazvidira ivhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino pazuʋa ramakumi maʋiri namanna romŋedzi uyu ʋana ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana, ʋakaɀinyima ɀokudya, ʋakafuka magumbu, ʋanevu pamisoro yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pazuva ramakumi maviri namana romwedzi uyu vana vaIsiraeri vakaungana, vakazvinyima zvokudya, vakafuka masaga vane ivhu pamisoro yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti wava musi wechimakumi maviri nechina womwedzi iwoyu, vaIsiraeri vakaungana kuzotsanya vakapfeka masaga vakazvidira ivhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi iwoyo, vaIsraeri vakaungana pamwe chete, vachizvinyima zvokudya vakapfeka masaga uye vaine guruva pamisoro yavo. Viz kapitola |