Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Vanhu vose vakazoungana vaine chinangwa chimwe munhandare pamberi pesuo guru rokuMvura. Vakataurira Ezira nyanzvi yomutemo kuti aunze bhuku romutemo waMosesi wakanga wapiwa kuvaIsiraeri naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaʋuŋgana nomŋoyo mumŋe paɗare rakaŋga riri pamberi pesuʋo remvura; ʋakaʋudza Ezra munyori kuti aʋuye nebuku yomurairo waMosesi, wakaŋga warairwa ʋaIsraeri naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino vanhu vose vakaungana nomwoyo mumwe padare rakanga riri pamberi pesuo remvura; vakauudza Ezira munyori kuti auye nebhuku yomurayiro waMosesi, wakanga warairwa vaIsiraeri naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Vanhu vose vakazoungana vaine chinangwa chimwe munhandare pamberi pesuo guru rokuMvura. Vakataurira Ezira nyanzvi yomutemo kuti aunze bhuku romutemo waMosesi wakanga wapiwa kuvaIsiraeri naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, uye vaIsraeri vagara mumaguta avo, vanhu vose vakaungana vakaita somunhu mumwe pachivara chakatarisana neSuo reMvura. Vakakumbira Ezira munyori kuti auye neBhuku roMurayiro waMozisi, wakanga warayirwa naJehovha kuvaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 8:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy