Nehemia 7:72 - Bhaibhiri Idzva rechiShona72 Zvakabviswawo nevamwe vanhu vose ndezvizvi izvi zvinoti: ndarama ingangoita zana remakirogiramu rina makirogiramu makumi matanhatu ana masere, nesirivha yainge makirogiramu zana nemakumi mana, namagemenzi makumi matanhatu namanomwe avapristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)72 Ʋamŋe ʋanhu ʋakapa madariki endarama aneɀuru ɀinamakumi maʋiri, nepondo dzesirveri dzineɀuru ɀiʋiri, neŋguʋo dzaʋaprista dzinamakumi matanhatu nenomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200272 Vamwe vanhu vakapa madariki endarama ane zviuru zvina makumi maviri, nepondo dzesirivha dzine zviuru zviviri, nenguo dzavapristi dzina makumi matanhatu nenomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Zvakabviswawo nevamwe vanhu vose ndezvizvi izvi zvinoti: ndarama ingangoita zana remakirogiramu rina makirogiramu makumi matanhatu ana masere, nesirivha yainge makirogiramu zana nemakumi mana, namagemenzi makumi matanhatu namanomwe avapristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi72 Uwandu hwezvakapiwa navanhu vose vose hwaiva zviuru makumi maviri zvamadhirakema egoridhe, nezviuru zviviri zvamamina esirivha, uye nenhumbi dzavaprista dzinosvika makumi matanhatu nenomwe. Viz kapitola |