Nehemia 7:70 - Bhaibhiri Idzva rechiShona70 Zvino vamwe vatungamiriri vedzimba dzemadzibaba avo vakapa zvipo zvokubatsira pabasa iri. Gavhuna akabvisawo ndarama inorema makirogiramu angangoita masere nembenge makumi mashanu namagemenzi mazana mashanu ane makumi matatu avapristi zvikaendeswa maichengeterwa upfumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)70 Ʋamŋe ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo ʋakapa ɀipo kuzoɓate‐ɓasa. Muɓati wakapa ciʋigiro cefuma madariki endarama anecuru cimŋe, nembiya dzinamakumi mashanu, neŋguʋo dzaʋaprista dzinamazana mashanu namakumi matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200270 Vamwe vakuru vedzimba dzamadzibaba avo vakapa zvipo kuzobata basa. Mubati wakapa chivigiro chepfuma madariki endarama ane chiuru chimwe, nembiya dzina makumi mashanu, nenguo dzavapristi dzina mazana mashanu namakumi matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika70 Zvino vamwe vatungamiriri vedzimba dzemadzibaba avo vakapa zvipo zvokubatsira pabasa iri. Gavhuna akabvisawo ndarama inorema makirogiramu angangoita masere nembenge makumi mashanu namagemenzi mazana mashanu ane makumi matatu avapristi zvikaendeswa maichengeterwa upfumi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi70 Vamwe vakuru vemhuri vakabatsira pabasa. Mubati akaisa madhirakema egoridhe chiuru muchivigiro chepfuma nemidziyo makumi mashanu nenhumbi dzavaprista mazana mashanu namakumi matatu. Viz kapitola |