Nehemia 7:69 - Bhaibhiri Idzva rechiShona69 Kwozouya ngamera dzavo mazana mana ana makumi matatu ane shanu namadhongi zviuru zvitanhatu zvina mazana manomwe namakumi maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)69 namakamera aʋo, mazana manomŋe namakumi matatu namashanu; mboŋgoro dzaʋo ɀuru ɀitanhatu namazana manomŋe namakumi maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200269 ngamera avo, mazana manomwe namakumi matatu namashanu; mbongoro dzavo zviuru zvitanhatu namazana manomwe namakumi maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Kwozouya ngamera dzavo mazana mana ana makumi matatu ane shanu namadhongi zviuru zvitanhatu zvina mazana manomwe namakumi maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi69 mazana mana namakumi matatu namashanu engamera uye zviuru zvitanhatu zvina mazana manomwe namakumi maviri zvembongoro. Viz kapitola |