Nehemia 7:68 - Bhaibhiri Idzva rechiShona68 Vaiva namabhiza avo mazana manomwe ana makumi matatu ana matanhatu, nemanyurusi avo mazana maviri ana makumi mana namashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)68 Mabiza aʋo aiʋa namazana manomŋe namakumi matatu namatanhatu; namahesera aʋo mazana maʋiri namakumi manna namashanu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200268 Mabhiza avo aiva namazana manomwe namakumi matatu namatanhatu; namahesera avo mazana maviri namakumi mana namashanu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika68 Vaiva namabhiza avo mazana manomwe ana makumi matatu ana matanhatu, nemanyurusi avo mazana maviri ana makumi mana namashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi68 Paiva namazana manomwe namakumi matatu namatanhatu amabhiza, uye manyurusi mazana maviri namakumi mana nemashanu, Viz kapitola |