Nehemia 7:65 - Bhaibhiri Idzva rechiShona65 Sadunhu akavati varege kudya zvokudya zvinoeresesa kusvikira patova nomupristi wokunzwa kuti Mwari anoti kudii achishandisa Urimu neTumimu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Ipapo muɓati akaʋaʋudza kuti ʋarege kudya ɀinhu ɀitȿene‐tȿene, kuȿikira kwamuka muprista uneUrimi neTumimi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200265 Ipapo mubati akavaudza kuti varege kudya zvinhu zvitsvene-tsvene, kusvikira kwamuka mupristi ane Urimi neTumimi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Sadunhu akavati varege kudya zvokudya zvinoeresesa kusvikira patova nomupristi wokunzwa kuti Mwari anoti kudii achishandisa Urimu neTumimu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi65 Naizvozvo mubati akavarayira kuti vasadya zvokudya zvipi zvazvo zvakanatswa kusvikira kwava nomuprista anoshumira neUrimi neTumimi. Viz kapitola |