Nehemia 7:64 - Bhaibhiri Idzva rechiShona64 Ivava ava vakatsvaka mazita avo pamazita akanga akanyorwa chizvarwa nechizvarwa, asi haana kuwanikwapo. Ipapo paupristi apa, vakanzi vakan'ora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Aʋa ʋakatȿaka mazita aʋo pakati pamazita amadziteteguru, asi akashaikwa; saka ʋakanzi ʋakaȿiɓiswa, ʋakabviswa paʋuprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200264 Ava vakatsvaka mazita avo pakati pamazita amadziteteguru, asi akashaikwa; saka vakanzi vakasvibiswa, vakabviswa paupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Ivava ava vakatsvaka mazita avo pamazita akanga akanyorwa chizvarwa nechizvarwa, asi haana kuwanikwapo. Ipapo paupristi apa, vakanzi vakan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 Ava vakatsvaka zvinyorwa zvemhuri dzavo, asi vakazvishaya nokudaro vakabviswa kubva kuvaprista, savasina kuchena. Viz kapitola |