Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 7:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

63 Pakati pavapristi paivawo navanakomana vaava vanoti: Hobaya naHakozi naBhazirai (Bhazirai uyu ndiye uya wokuroora mwana waBhazirai wokuGireadhi akazenge ava kudaidzwa nezita rake).

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

63 Pakati paʋaprista ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaHobaya, naʋana ʋaHakozi, naʋana ʋaBarzirai, wakaŋga awana mukadzi waʋakunda ʋaBarzirai muGireadi, akazotumidzwa zita rokwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

63 Pakati pavapristi vakanga vari, vana vaHobhaya, navana vaHakozi, navana vaBharizirai, akanga awana mukadzi wavakunda vaBharizirai muGireadhi, akazotumidzwa zita rokwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

63 Pakati pavapristi paivawo navanakomana vaava vanoti: Hobaya naHakozi naBhazirai (Bhazirai uyu ndiye uya wokuroora mwana waBhazirai wokuGireadhi akazenge ava kudaidzwa nezita rake).

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

63 Uye vaibva pakati pavaprista: zvizvarwa zvaHobhaya, Hakozi naBharizirai (murume akanga awana mwanasikana waBharizirai muGireadhi uye aidaidzwa nezita iroro).

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 7:63

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy