Nehemia 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Havanoi vanhu venyika ino vakakwira kuuya vachibva kuutapwa panhapwa dziya dzakanga dzambotapwa dzikatamisirwa kusi kwadzo naNebhukadhinezari mambo weBahabhironi, vakadzokera muJerusaremu nokwaJudha, munhu wose kuguta rokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndiʋo ʋana ʋorutiʋi rwenyika yaJuda, ʋakadzoka pakutapxa, pakati paʋakaŋga ʋakatapxa, ʋakatapxa naNebukadnezari mambo weBabironi, ʋakadzokera Jerusarema nokwaJuda, mumŋe nomumŋe kuguta rake: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndivo vana vorutivi rwenyika yaJudha, vakadzoka pakutapwa, pakati pavakanga vakatapwa, vakatapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, vakadzokera Jerusaremu nokwaJudha, mumwe nomumwe kuguta rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Havanoi vanhu venyika ino vakakwira kuuya vachibva kuutapwa panhapwa dziya dzakanga dzambotapwa dzikatamisirwa kusi kwadzo naNebhukadhinezari mambo weBahabhironi, vakadzokera muJerusaremu nokwaJudha, munhu wose kuguta rokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ava ndivo vanhu vedunhu vakabudiswa pautapwa vakatapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi (vakadzokera kuJerusarema nokuJudha, mumwe nomumwe kuguta rake, Viz kapitola |