Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mwari wangu akaisa pfungwa mumwoyo mangu yokuti ndiunganidze vokumba huru namakurukota navanhu kuti vanyorwe mazita chizvarwa nezvizvarwa. Ndakawana bhuku rina mazita ezvizvarwa zvavanhu zvavakatanga kuuya vaye, ndikawana makanyorwa kunzi:

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo Mŋari waŋgu wakaisa mufuŋgo pamŋoyo paŋgu kuti ndikokere ʋakuru naʋatariri, naʋanhu, kuti ʋaʋereŋgwe namazita aʋo. Ndikawana buku yamazita aʋakataŋga kuȿika, ndikawana makanyorwa kuɗai:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo Mwari wangu akaisa mufungo pamwoyo pangu kuti ndikokere vakuru navatariri, navanhu, kuti vaverengwe namazita avo. Ndikawana bhuku yamazita avakatanga kusvika, ndikawana makanyorwa kudai:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mwari wangu akaisa pfungwa mumwoyo mangu yokuti ndiunganidze vokumba huru namakurukota navanhu kuti vanyorwe mazita chizvarwa nezvizvarwa. Ndakawana bhuku rina mazita ezvizvarwa zvavanhu zvavakatanga kuuya vaye, ndikawana makanyorwa kunzi:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Saka Mwari akaisa mumwoyo mangu kuti ndiunganidze vakuru navabati uye navamwe vanhu vose kuti vanyoreswe nemhuri dzavo. Ndakawana zvinyorwa zvemhuri dzaavo vakava vokutanga kudzokera. Izvi ndizvo zvandakawana zvakanyorwamo:

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 7:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy