Nehemia 7:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 vokwaPashihuru chiuru namazana maviri ana makumi mana navanomwe Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋana ʋaPashuri, curu cimŋe namazana maʋiri namakumi manna naʋanomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Vana vaPashuri, chiuru chimwe namazana maviri namakumi mana navanomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 vokwaPashihuru chiuru namazana maviri ana makumi mana navanomwe Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 zvaPashuri, chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi mana navanomwe; Viz kapitola |