Nehemia 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Guta rakanga rakafara riri guru, asi vanhu vakanga varimo vaiva vashoma kusina dzimba dzakanga dzati dzavakwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino guta rakaŋga riri ɓamhi rakakura; asi ʋanhu ʋaiʋa’mo ʋashoma; ʋuye dzimba dzakaŋga dzicigere kuʋakwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino guta rakanga riri bamhi rakakura; asi vanhu vaivamo vashoma; uye dzimba dzakanga dzichigere kuvakwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Guta rakanga rakafara riri guru, asi vanhu vakanga varimo vaiva vashoma kusina dzimba dzakanga dzati dzavakwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvino guta rakanga rakakura uye rakapamhama asi maingova navanhu vashoma mariri, uye dzimba dzakanga dzisati dzavakwazve. Viz kapitola |