Nehemia 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 vokwaAzigadhi zviuru zviviri zvina mazana matatu ane makumi maviri ana vaviri Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋana ʋaAzgadi, ɀuru ɀiʋiri namazana matatu namakumi maʋiri naʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vana vaAzigadhi, zviuru zviviri namazana matatu namakumi maviri navaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 vokwaAzigadhi zviuru zviviri zvina mazana matatu ane makumi maviri ana vaviri Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 zvaAzigadhi, zviuru zviviri mazana matatu namakumi maviri navaviri; Viz kapitola |