Nehemia 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Nenzira imwecheteyo Sanibharati akanditumira kechishanu muranda wake netsamba muruoko yakanga yakazaruka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Sanbarati wakatuma ɀe muranda wake kwandiri saiɀoɀo rwecishanu, akaɓata ŋwadi yakazaruka muruʋoko rwake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Sanibharati wakatumazve muranda wake kwandiri saizvozvo rwechishanu, akabata n’wadhi yakazaruka muruoko rwake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nenzira imwecheteyo Sanibharati akanditumira kechishanu muranda wake netsamba muruoko yakanga yakazaruka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvino, Sanibharati akatumazve muranda wake kwandiri kechishanu, neshoko rimwe chetero netsamba mumaoko ake yakanga isina kunamwa. Viz kapitola |