Nehemia 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndokubva ndati, “Zvamuri kuita izvi hazvina kunaka. Hamufaniri here kutevedza gwara rokutya Mwari kuitira kuti tirege kushorwa neveChirudzi vavengi vedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndikati ʋo: Cinhu camunoita cakaipa; ko hamufaniri kufamba mucitya Mŋari weɗu, kuti tirege kushoʋorwa naʋaʋeŋgi ʋeɗu ʋahedeni? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ndikatiwo, “Chinhu chamunoita chakaipa; ko hamufaniri kufamba muchitya Mwari wedu, kuti tirege kushorwa navavengi vedu vahedheni? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndokubva ndati, “Zvamuri kuita izvi hazvina kunaka. Hamufaniri here kutevedza gwara rokutya Mwari kuitira kuti tirege kushorwa neveChirudzi vavengi vedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka ndakaenderera mberi ndikati, “Zvamunoita hazvina kunaka. Ko, hamaifanira kufamba mukutya Mwari wedu here kuti vavengi vedu vechihedheni varege kutishora. Viz kapitola |