Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Regai kuti mhosva dzavo dzifusirwe kana kumbodzima zvako pameso penyu chitadzo chavo nokuti zvavaita izvi kutodenha hasha dzenyu ikoku pana vavaki.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Regai kufukidza ɀakaipa ɀaʋo, neɀiʋi ɀaʋo ŋgaɀirege kudzimŋa pamberi penyu; nokuti ʋakakutsamŋisai pamberi paʋaʋaki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Regai kufukidza zvakaipa zvavo, nezvivi zvavo ngazvirege kudzimwa pamberi penyu; nokuti vakakutsamwisai pamberi pavavaki.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Regai kuti mhosva dzavo dzifusirwe kana kumbodzima zvako pameso penyu chitadzo chavo nokuti zvavaita izvi kutodenha hasha dzenyu ikoku pana vavaki.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Musafukidza kuipa kwavo kana kudzima zvivi zvavo pamberi penyu, nokuti vakakusha mashoko okutuka pamberi pavavaki.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 4:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy