Nehemia 4:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Sokudaro ini nehama dzangu navashandi vangu navarume vokundichengetedza vaya vainditevera hapana akabvisa hanzu dzake munhu wese aigara akabatira muruoko zvombo zvokurwa nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo ini, kunyaŋge hama dzaŋgu, kana ʋaranda ʋaŋgu, kana ʋarindi ʋainditeʋera, hakuna‐nomumŋe weɗu wakabvisa ŋguʋo dzake, mumŋe nomumŋe wakandonwa mvura nenhumbi dzake dzokurwa nadzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo ini kunyange hama dzangu, kana varanda vangu, kana varindi vainditevera, hakuna nomumwe wedu akabvisa nguo dzake, mumwe nomumwe wakandonwa mvura nenhumbi dzake dzokurwa nadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Sokudaro ini nehama dzangu navashandi vangu navarume vokundichengetedza vaya vainditevera hapana akabvisa hanzu dzake munhu wese aigara akabatira muruoko zvombo zvokurwa nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvino ini nehama dzangu kana vanhu vangu kana varindi vaiva neni hatina kubvisa nguo dzedu; mumwe nomumwe aiva nomunondo wake, kunyange paaienda kundonwa mvura. Viz kapitola |