Nehemia 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Kwamunenge manzwa kuti ndokuri kurira hwamanda imi unganai ikoko kwatinenge tiri. Mwari wedu achatirwira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 papi napapi pamunonzwa kurira kwehwamanda, ʋuyai ikoko kwatiri; Mŋari weɗu ucatirwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 papi napapi pamunonzwa kurira kwehwamanda, uyai ikoko kwatiri; Mwari wedu achatirwira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kwamunenge manzwa kuti ndokuri kurira hwamanda imi unganai ikoko kwatinenge tiri. Mwari wedu achatirwira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pose pamuchanzwa kurira kwehwamanda, muuye tibatane ikoko. Mwari wedu achatirwira.” Viz kapitola |