Nehemia 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndakataurira vokuimbahuru namakurukota navamwewo vanhu vose kuti, “Basa iguru iri uye takatarangana kwazvo tiri kure nakure parusvingo pacho apa takati uyu uko uyu uko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndikati kuʋakuru nokuʋaɓati nokunaʋamŋe ʋanhu: Muɓato mukuru wakapararira, isu takataraŋgana pamsoro poruȿiŋgo, mumŋe ari kure nomumŋe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ndikati kuvakuru nokuvabati nokuna vamwe vanhu: “Mubato mukuru wakapararira, isu takatarangana pamusoro porusvingo, mumwe ari kure nomumwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndakataurira vokuimbahuru namakurukota navamwewo vanhu vose kuti, “Basa iguru iri uye takatarangana kwazvo tiri kure nakure parusvingo pacho apa takati uyu uko uyu uko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo ndakati kuvakuru, navatariri noruzhinji rwavanhu, “Basa iguru iri uye rapararira, uye isu tanyanya kuparadzana mumwe kubva kuno mumwe takatevedza rusvingo. Viz kapitola |