Nehemia 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Vaye vebasa rokutakura zvinhu vainge vakati uku ruoko rumwe ruri pabasa rokuvaka uku rumwe rwakabata chombo chokurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋaiʋaka ruȿiŋgo, naʋaitakura mitoro, ʋaitutira; mumŋe nomumŋe wakaɓata noruʋoko rwake rumŋe paɓasa, asi norumŋe wakaŋga akaɓata nhumbi yake yokurwa nayo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vaivaka rusvingo, navaitakura mitoro, vaitutira; mumwe nomumwe wakabata noruoko rwake rumwe pabasa, asi norumwe akanga akabata nhumbi yake yokurwa nayo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vaye vebasa rokutakura zvinhu vainge vakati uku ruoko rumwe ruri pabasa rokuvaka uku rumwe rwakabata chombo chokurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 vaivaka rusvingo. Avo vaitakura zvokuvakisa vakaita basa ravo noruoko rumwe uye rumwe ruoko vakabata chombo chokurwisa, Viz kapitola |