Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kubvira musi iwoyo chimwe chikamu chavashandi vokwangu vechirume ndovakange vava vokuita basa rokuvaka chimwewo chikamu chavo vava vokunge vakabipitira mapfumo nenhoo nouta namademautare zvokuzvidzivirira nazvo muhondo. Vatungamiriri vakatsigira vose vemba yokwaJudha vainge vachivaka parusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino kubva paŋguʋa iyo hafu yaʋaranda ʋaŋgu ʋakaɓata paɓasa, asi hafu yaʋo ʋakaɓata mapfumo, nenhoʋo, noʋuta, neŋguʋo dzamatare; ʋuye ʋarairi ʋakaŋga ʋari shure kwaʋose ʋeimba yaJuda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino kubva panguva iyo hafu yavaranda vangu vakabata pabasa, asi hafu yavo vakabata mapfumo, nenhoo, nouta, nenguo dzamatare; uye varairi vakanga vari shure kwavose veimba yaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kubvira musi iwoyo chimwe chikamu chavashandi vokwangu vechirume ndovakange vava vokuita basa rokuvaka chimwewo chikamu chavo vava vokunge vakabipitira mapfumo nenhoo nouta namademautare zvokuzvidzivirira nazvo muhondo. Vatungamiriri vakatsigira vose vemba yokwaJudha vainge vachivaka parusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Kubva pazuva iro, zvichienda mberi hafu yavanhu vangu vakashanda basa, asi imwe hafu vakanga vakapakata mapfumo, nhoo, uta nenhumbi dzokurwa nadzo. Vatariri vakamira mumashure mavanhu vose vokwaJudha,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 4:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy