Nehemia 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Vavengi vedu pavakanzwa kuti bangano racho takange tariziva uye kuti Mwari akanga arikangaidza, takadzokera tose kurusvingo munhu wose pabasa rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋaʋeŋgi ʋeɗu ʋakati ʋanzwa kuti ɀazikanwa nesu, ʋuye kuti Mŋari wakakonesa kuraŋgana kwaʋo, isu tikadzokera tose kuruȿiŋgo, mumŋe nomumŋe kuɓasa rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vavengi vedu vakati vanzwa kuti zvazikanwa nesu, uye kuti Mwari akakonesa kurangana kwavo, isu tikadzokera tose kurusvingo, mumwe nomumwe kubasa rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vavengi vedu pavakanzwa kuti bangano racho takange tariziva uye kuti Mwari akanga arikangaidza, takadzokera tose kurusvingo munhu wose pabasa rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vavengi vedu pavakanzwa kuti takanga taziva rangano yavo uye kuti Mwari akanga aikonesa, tose takadzokera kurusvingo, mumwe nomumwe pabasa rake. Viz kapitola |