Nehemia 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi Judha yakati: “Vabasa vokutakura, simba rava kuita shoma, ukuwo mavhu okukoromoka aye kuungana hewo matutu matutu, kuti tivake rusvingo, tava kutozvitadzirira isu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo ʋaJuda ʋakati: Simba raʋatakuri ʋemitoro raɗerera, ʋuye marara ari’po mazhinji; saka hatigoni kuʋaka ruȿiŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo vaJudha vakati, “Simba ravatakuri vemitoro raderera, uye marara aripo mazhinji; saka hatigoni kuvaka rusvingo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi Judha yakati: “Vabasa vokutakura, simba rava kuita shoma, ukuwo mavhu okukoromoka aye kuungana hewo matutu matutu, kuti tivake rusvingo, tava kutozvitadzirira isu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvichakadaro, vanhu vokwaJudha vakati, “Simba ravabati riri kupera, uye pachine mangwandangwanda akawanda zvokuti hatingakwanisi kuvakazve rusvingo.” Viz kapitola |