Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 VokuTekoa ndovakavakawo chidimu chaitevera uyu asi vakuru vakuru veko havana kutakura basa ravakapiwa namadzishe avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naʋaTekoi; asi ʋakuru pakati paʋo haʋana‐kuisa mitsipa yaʋo paɓasa rashe waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa navaTekoi; asi vakuru pakati pavo havana kuisa mitsipa yavo pabasa rashe wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 VokuTekoa ndovakavakawo chidimu chaitevera uyu asi vakuru vakuru veko havana kutakura basa ravakapiwa namadzishe avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Chikamu chaitevera chakagadzirwa navarume veTekoa, asi vakuru vavo vakangopeta maoko avo vakasashandira Ishe wavo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 3:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy